Online Bible

- Reklamy -




Zekaria 10:1 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Kumbirai kuna Jehovha mvura yomunakamwe; Jehovha ndiye anogadzira makore edutu. Anonayisa mvura kuvanhu, uye anopa zvirimwa zveminda kuno mumwe nomumwe.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Kumbirai kunaJehova mvura neŋguʋa yemvura yokupedzisira, kunaiye Jehova unoita mheni; iye ucaʋapa mvura inonaya kwaɀo, mumŋe nomumŋe aʋe neɀinomera mumunda.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Kumbirai kuna Jehovha mvura nenguva yemvura yokupedzisira, achavapa mvura inonaya kwazvo, mumwe nomumwe ave nezvinomera mumunda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Kumbirai TENZI mvura munguva yemvura yomunhuruka, kuna TENZI anogadzira dutu ramakore emvura. Ndiye anopa vanhu mvura inonaya achipawo kumunhu wose zvinhu zvinomera mumunda make.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Kumbirai TENZI mvura munguva yemvura yomunhuruka, kuna TENZI anogadzira dutu ramakore emvura. Ndiye anopa vanhu mvura inonaya achipawo kumunhu wose zvinhu zvinomera mumunda make.

Viz kapitola kopírovat




Zekaria 10:1

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy