Zefania 3:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 “Ipapo ndichachenesa miromo yavanhu, kuti vose zvavo vadane kuzita raJehovha uye vamushumire nomwoyo mumwe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Nokuti neŋguʋa iyo ndicaʋigira ʋanhu rurimi rwakacena, kuti ʋose ʋaɗane zita raJehova, ʋamushumire nomŋoyo mumŋe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 “Nokuti nenguva iyo ndichavigira vanhu rurimi rwakachena, kuti vose vadane zita raJehovha, vamushumire nomwoyo mumwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 “Eeka panguva iyoyo ndichapindura matauriro evechirudzi kuti vaite mutauriro mutsvene kuitira kuti vose zvavo vanamate zita raTenzi vamushandire nemwoyo mumwechete. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 “Eeka panguva iyoyo ndichapindura matauriro evechirudzi kuti vaite mutauriro mutsvene kuitira kuti vose zvavo vanamate zita raTenzi vamushandire nemwoyo mumwechete. Viz kapitola |