Zefania 3:18 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 “Matambudziko emitambo yakatarwa ndichaabvisa kwauri; iwo mutoro nokuzvidzwa kwauri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ndicaʋuŋganidza ʋanocemera ʋuŋgano yakatarwa, iʋo ʋaibva kwamuri, ʋairemerwa nokuɀidzwa kwaʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 Ndichaunganidza vanochemera ungano yakatarwa, ivo vaibva kwamuri, vairemerwa nokuzvidzwa kwavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 sezvinoitwa pazuva guru.” “Ndichakubvisira nhamo pauri zvokuti hauzonyara nazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona18 sezvinoitwa pazuva guru.” “Ndichakubvisira nhamo pauri zvokuti hauzonyara nazvo. Viz kapitola |