Zefania 3:11 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Pazuva iro hamungaiswi pakunyadziswa nokuda kwezvakaipa zvamakandiitira, nokuti ndichabvisa kubva muguta rino vaya vanofara mukuzvikudza kwavo. Hamungazovizve namanyawi pagomo rangu dzvene. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Nezuʋa iro hauŋganyadziswi pamsoro pamaɓasa ako ose, awakandiɗarikira nawo; nokuti neŋguʋa iyo ndicabvisa pakati pako ʋanhu ʋako ʋanofarisisa ʋaciɀikudza; hauŋgazoʋi namanyawi pagomo raŋgu tȿene. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Nezuva iro haunganyadziswi pamusoro pamabasa ako ose, awakandidarikira nawo; nokuti nenguva iyo ndichabvisa pakati pako vanhu vako vanofarisisa vachizvikudza; haungazovi namanyawi pagomo rangu tsvene. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Pazuva iroro hamuchazonyadziswi nezviito zvamakandipandukira nazvo nokuti ipapo ndichabvisa pakati penyu vose vanozvikudza vachizvibhebhesa. Hamuzozvitutumadza mugomo rangu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Pazuva iroro hamuchazonyadziswi nezviito zvamakandipandukira nazvo nokuti ipapo ndichabvisa pakati penyu vose vanozvikudza vachizvibhebhesa. Hamuzozvitutumadza mugomo rangu. Viz kapitola |