Zefania 2:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 “Ndakanzwa kutuka kwaMoabhu nokuzvidza kwavaAmoni, avo vakatuka vanhu vangu uye vakatyisidzira nyika yavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ndakanzwa kuɀidza kwaMoabi, nokutuka kwaʋana ʋaAmoni, kwaʋakaɀidza nako ʋanhu ʋaŋgu, ʋaciita manyawi pamuganho waʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 “Ndakanzwa kuzvidzwa kwaMoabhi, nokutuka kwavana vaAmoni, kwavakazvidza nako vanhu vangu, vachiita manyawi pamuganho wavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 “Ndakanzwa ini kunyomba kweMoabhu nokutuka kwavaAmoni kutuka kwavakaita vanhu vangu vachidadira nyika yavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 “Ndakanzwa ini kunyomba kweMoabhu nokutuka kwavaAmoni kutuka kwavakaita vanhu vangu vachidadira nyika yavo. Viz kapitola |