Zefania 2:14 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Mapoka amakwai nemombe zvichavata pasi imomo, nezvipuka zvamarudzi ose. Zizi romurenje nezizi romurwizi zvichavata pamusoro pembiru dzavo. Kudana kwazvo kuchaungira nomumawindo, marara achava pamisuo yavo, mapango omusidhari achasiyiwa pachena. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ɀipfuwo ɀicaʋata pasi mukati maro, idzo mhuka dzamarudzi ose; hukurwizi nenuŋgu ɀicaʋata pamisoro yembiru dzaro; inzwi rokurira kwaɀo ricanzwika pamawindi; kuparadzwa kucaʋa’po paɀikumbaridzo; nokuti wakafukunura ɀakaʋezwa ɀemisidari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Zvipfuwo zvichavata pasi mukati maro, idzo mhuka dzamarudzi ose; hukurwizi nenungu zvichavata pamisoro yembiru dzaro; izwi rokurira kwazvo richanzwika pamawindo; kuparadzwa kuchavapo pazvikumbaridzo; nokuti wakafukunura zvakavezwa zvemisidhari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Matanga emombe acharara zvawo pakati paro, mhuka dzose dzesango magora nenjiri zvose zviri zviviri zvichagara pambiru dzaro, kuchema kwezizi kuchinzwika mumawindho gunguo richachema riri pamusuo mapango emusidhari achanzi panze yacha kufukurwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Matanga emombe acharara zvawo pakati paro, mhuka dzose dzesango magora nenjiri zvose zviri zviviri zvichagara pambiru dzaro, kuchema kwezizi kuchinzwika mumawindho gunguo richachema riri pamusuo mapango emusidhari achanzi panze yacha kufukurwa. Viz kapitola |