Zefania 2:13 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Achatambanudza ruoko rwake kuti arwise nyika yokumusoro agoparadza Asiria, achasiya Ninevhe rava dongo zvachose uye raoma segwenga. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ucatambanudzira ruʋoko rwake kurutiʋi rwokumsoro, ndokuparadza Asiria; Nineve ucariita ɗoŋgo, riwome serenje. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Achatambanudzira ruoko rwake kurutivi rwokumusoro, ndokuparadza Asiria; Ninivhe achariita dongo, riome serenje. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Iye achasumudzira vokuchamhembe shamhu yoruoko rwake agoparadza Asiria Ninivhe achisiya yava dongo renje zvaro rakaoma rakaita segwenga. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Iye achasumudzira vokuchamhembe shamhu yoruoko rwake agoparadza Asiria Ninivhe achisiya yava dongo renje zvaro rakaoma rakaita segwenga. Viz kapitola |