Online Bible

- Reklamy -




Zefania 1:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Ndichatambanudza ruoko rwangu kuti ndirwise Judha uye ndicharwisa vose vanogara muJerusarema. Ndichaparadza kubva panzvimbo ino vose vakasara vaBhaari, mazita avaprista vechihedheni vanonamata zvifananidzo,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Ndicatambanudzira ruʋoko rwaŋgu kunaJuda, nokunaʋose ʋagere Jerusarema; ndicabvisa ʋakasara ʋaBaari panɀimbo ino, nezita raʋaKemarimi pamŋe cete naʋaprista;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 “Ndichatambanudzira ruoko rwangu kuna Judha, nokuna vose vagere Jerusaremu; ndichabvisa vakasara vaBhaari panzvimbo ino, nezita ravaKemarimi pamwechete navapristi;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 “Ndichasumudzira vokwaJudha shamhu yoruoko rwangu uye vagari veJerusaremu vose zvavo. Ndichatsakatisawo munzvimbo ino vokwaBhaari vakasara uye nezita revapristi vanonamata zvifananidzo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 “Ndichasumudzira vokwaJudha shamhu yoruoko rwangu uye vagari veJerusaremu vose zvavo. Ndichatsakatisawo munzvimbo ino vokwaBhaari vakasara uye nezita revapristi vanonamata zvifananidzo.

Viz kapitola kopírovat




Zefania 1:4

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy