Ʋatoŋgi 9:40 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi40 Abhimereki akamudzinganisa uye vazhinji vakafa vakuvadzwa mukutiza uku nzira yose kusvikira pamukova wokupinda pasuo reguta. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 Abimereki akadziŋgana naye, akatiza pamberi pake, ʋazhinji ʋakaʋurawa kuȿikira paʋanopinda napo pasuʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200240 Abhimereki akadzingana naye, akatiza pamberi pake, vazhinji vakaurawa kusvikira pavanopinda napo pasuo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Abhimereki akavadzingirira Gaari akamutiza, vazhinji vakakuvadzwa kusvikira kusuo guru reguta iri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona40 Abhimereki akavadzingirira Gaari akamutiza, vazhinji vakakuvadzwa kusvikira kusuo guru reguta iri. Viz kapitola |