Ʋatoŋgi 9:29 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Dai chete vanhu ava vanga vari pasi pangu! Ipapo ndaimubvisa. Ndaizoti kuna Abhimereki, ‘Dana hondo yako yose!’ ” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Haiwa, ɗai ʋanhu aʋa ʋaiʋa muruʋoko rwaŋgu, ndaidziŋga Abimereki. Ɀino akati kunaAbimereki: Wedzera hondo yako, uɓuɗe kuzorwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 Haiwa, dai vanhu ava vaiva muruoko rwangu, ndaidzinga Abhimereki.” Zvino akati kuna Abhimereki, “Wedzera hondo yako, ubude kuzorwa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Dai kuri kuti ndini ndaitwa mutungamiriri wenyu, ndaibvisa Abhimereki pachigaro. Ndaiti kuna Abhimereki, ‘Kukuchana zvako nehondo yako yose, uuye tionane.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona29 Dai kuri kuti ndini ndaitwa mutungamiriri wenyu, ndaibvisa Abhimereki pachigaro. Ndaiti kuna Abhimereki, ‘Kukuchana zvako nehondo yako yose, uuye tionane.’ ” Viz kapitola |