Online Bible

- Reklamy -




Ʋatoŋgi 9:1 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Abhimereki mwanakomana waJerubhi-Bhaari akaenda kuhanzvadzi dzamai vake vaiva muShekemu akati kwavari uye nokuna vose veimba yamai vake,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ɀino Abimereki, mŋanakomana waJerubaari, wakaenda Shekemi, kunamadzisekuru ake, akataurirana naʋo ʋuye norudzi rwose rweimba yaɓaɓa ʋamai ʋake, akati:

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Zvino Abhimereki, mwanakomana waJerubhaari, wakaenda Shekemu, kuna madzisekuru ake, akataurirana navo uye norudzi rwose rweimba yababa vamai vake, akati,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Abhimereki mwanakomana waJerubhaari akaenda kuShikemu kwanasekuru vake, hanzvadzi dzaamai vake akataurirana navo pamwechete nehama dzose dzokwaamai vake achiti,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Abhimereki mwanakomana waJerubhaari akaenda kuShikemu kwanasekuru vake, hanzvadzi dzaamai vake akataurirana navo pamwechete nehama dzose dzokwaamai vake achiti,

Viz kapitola kopírovat




Ʋatoŋgi 9:1

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy