Ʋatoŋgi 8:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Asi akavapindura akati, “Ko, chii chandaita kuti ndizvienzanise nemi? Handiti zvakanongwa zvamazambiringa aEfuremu zviri nani kupfuura mukohwo uzere wamazambiringa aAbhiezeri? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Akati kwaʋari: Ini ɀino ndaiteiko haŋgu, kana ndiciɀifananidza nemi? Handiti ɀakaʋuŋganidzwa naEfraimi ɀinopfuʋura kukohwa kwose kwaAbiezeri here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Akati kwavari, “Ini zvino ndaiteiko hangu, kana ndichizvifananidza nemi? Handiti zvakaunganidzwa naEfuremu zvinopfuura kukohwa kwose kwaAbhiezeri here? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Iye akavati, “Chiiko zvino chandaita chingaenzaniswe nezvamakaita imi? Ko magirepisi amanofuhwa imi vokwaEfuraimu haasiri mazhinji here pane atinokohwa isu vokwaAbhiezeri? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Iye akavati, “Chiiko zvino chandaita chingaenzaniswe nezvamakaita imi? Ko magirepisi amanofuhwa imi vokwaEfuraimu haasiri mazhinji here pane atinokohwa isu vokwaAbhiezeri? Viz kapitola |