Ʋatoŋgi 4:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Nokuda kwokuti akanga ane ngoro dzesimbi mazana mapfumbamwe uye akadzvinyirira vaIsraeri zvakaipisisa kwazvo kwamakore makumi maviri, vakachemera rubatsiro kuna Jehovha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ɀino ʋana ʋaIsraeri ʋakacema kunaJehova, nokuti wakaŋga aneŋgoro dzamatare dzinamazana mapfumbamŋe, akamanikidza ʋana ʋaIsraeri kwaɀo makore anamakumi maʋiri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Zvino vana vaIsiraeri vakachema kuna Jehovha, nokuti wakanga ane ngoro dzamatare dzina mazana mapfumbamwe, akamanikidza vana vaIsiraeri kwazvo makore ana makumi maviri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Aiva namazana mapfumbamwe engoro dzehondo dzesimbi. Akabata vaIsiraeri zvakaipa kwazvo kwamakumi maviri amakore, ndokubva vaIsiraeri vachema kuna Tenzi kuti avanunure. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Aiva namazana mapfumbamwe engoro dzehondo dzesimbi. Akabata vaIsiraeri zvakaipa kwazvo kwamakumi maviri amakore, ndokubva vaIsiraeri vachema kuna Tenzi kuti avanunure. Viz kapitola |