Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 4:22 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Bharaki akasvika achitevera Sisera, uye Jaeri akabuda kundomuchingamidza, achiti, “Uyai, ndizokuratidzai munhu wamuri kutsvaka.” Saka akapinda naye mukati, onei hoyo Sisera avete uye mbambo yetende iri muchavovo chake, afa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Ɀino tarira, Baraki wakati aciteʋera Sisera, Jaeri akaɓuɗa akandosoŋgana naye, akati kwaari: Ʋuyai, ndikuratidzei munhu wamunotȿaka. Iye akapinda kwaari, akaʋona Sisera akatandaʋara pasi, afa, mbambo iciri pacaʋoʋo cake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Zvino tarira, Bharaki wakati achitevera Sisera, Jaeri akabuda akandosangana naye, akati kwaari, “Uyai, ndikuratidzei munhu wamunotsvaka.” Iye akapinda kwaari akaona Sisera akatandavara pasi, afa, mbambo ichiri pachavovo chake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Ndiye Bharaki tutururu achironda Sisera, ndokubva Jaeri abuda achichingurana naye akamuti, “Uyai ndikuratidzei munhu wamuri kutsvaka.” Akapinda mutendhe make muya, wanei Sisera akati rabada pasi, akafa, akarovererwa hoko yetendhe pachawowo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Ʋatoŋgi 4:22

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy