Ʋatoŋgi 21:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Nokuti vakati vaverenga vanhu, vakaona kuti kwakanga kusina munhu weJabheshi Gireadhi akanga aripo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Nokuti ʋanhu ʋakati ʋaciʋereŋgwa, ʋonei kwakaŋga kusinomunhu waʋagere Jabeshi‐gireadi ipapo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Nokuti vanhu vakati vachiverengwa, onei kwakanga kusina munhu wavagere Jabheshi-gireadhi ipapo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 nokuti pakaverengwa vanhu kwakabva kwaoneka kuti hakuna wokuJabheshigireadhi vose navakadzi navana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 nokuti pakaverengwa vanhu kwakabva kwaoneka kuti hakuna wokuJabheshigireadhi vose navakadzi navana. Viz kapitola |