Online Bible

- Reklamy -




Ʋatoŋgi 21:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Ipapo vakabvunza vakati, “Ndavapiko pamarudzi aIsraeri vakatadza kuungana navamwe pamberi paJehovha paMizipa?” Vakawana kuti kwakanga kusina munhu aibva kuJabheshi Gireadhi akanga auya kumusasa kuungano.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Ʋakati: Ndianiko pamarudzi aIsraeri usina‐kukwira kunaJehova paMizpa? Ʋonei, kwakaŋga kusinomunhu wakabva Jabeshi‐gireadi wakakwira kumisasa kuʋuŋgano.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Vakati, “Ndianiko pamarudzi aIsiraeri usina kukwira kuna Jehovha paMizipa?” Onei, kwakanga kusina munhu wakabva Jabheshi-gireadhi wakakwira kumisasa kuungano.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Vakati, “Nderipiko dzinza ravaIsiraeri risina kuuya kuna Tenzi kuMizipa? Zvakabuda pachena kuti hakuna vokuJabheshigireadhi akanga auya kumusangano,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Vakati, “Nderipiko dzinza ravaIsiraeri risina kuuya kuna Tenzi kuMizipa? Zvakabuda pachena kuti hakuna vokuJabheshigireadhi akanga auya kumusangano,

Viz kapitola kopírovat




Ʋatoŋgi 21:8

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy