Ʋatoŋgi 14:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 akahubura namaoko ake akadya achifamba. Akati asvika kuvabereki vake akavapa humwe vakadyawo naivo. Asi haana kuvaudza kuti akanga atora uchi mumutumbi weshumba. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Akabgutora namaʋoko ake, akaenda acidya; akaȿika kunaɓaɓa ʋake namai ʋake, akaʋapa ʋakadya ʋo; asi haana‐kuʋaʋudza kuti wakaŋga aɓura ʋuci mucitunha ceshumba. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Akahutora namaoko ake, akaenda achidya; akasvika kuna baba vake namai vake, akavapa vakadyawo; asi haana kuvaudza kuti wakanga abura uchi muchitunha cheshumba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Akahukwaturira muruoko rwake ndokupfuura nerwendo rwake, oenda zvake achihudya. Akasvika kuna baba naamai vake, akavapawo humwe, ndokubva vadya zvavo. Asi haana kuvaudza kuti hwabva muchitunha cheshumba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Akahukwaturira muruoko rwake ndokupfuura nerwendo rwake, oenda zvake achihudya. Akasvika kuna baba naamai vake, akavapawo humwe, ndokubva vadya zvavo. Asi haana kuvaudza kuti hwabva muchitunha cheshumba. Viz kapitola |