Online Bible

- Reklamy -

Ʋatoŋgi 14:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Mushure menguva yakati kuti, paakadzokera kundomuroora, akatsauka kundoona mutumbi weshumba. Mukati macho makanga mava nebumha renyuchi nouchi,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Ɀino ŋguʋa yakati yapfuʋura, akadzoka kuzomutora, akatsauka kuzoʋona citunha ceshumba, ndokuʋona ɓumha renyuci mucitunha ceshumba, noʋuci.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Zvino nguva yakati yapfuura, akadzoka kuzomutora, akatsauka kuzoona chitunha cheshumba, ndokuona bumha renyuchi muchitunha cheshumba, nouchi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Kwakati perei chinguva, Samusoni akadzokera ikoko kundotora mukadzi wake. Akambotsauka munzira achida kundoona chitunha cheshumba chiya wanei mukati meshumba iya mune bumha renyuchi nouchi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Kwakati perei chinguva, Samusoni akadzokera ikoko kundotora mukadzi wake. Akambotsauka munzira achida kundoona chitunha cheshumba chiya wanei mukati meshumba iya mune bumha renyuchi nouchi.

Viz kapitola kopírovat

Ʋatoŋgi 14:8

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy