Ʋatoŋgi 14:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Akati adzoka, akasvikoti kuna baba namai vake, “Ndaona mukadzi wechiFiristia muTimina; zvino nditorerei kuti ave mukadzi wangu.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Akakwira akandoʋudza ɓaɓa ʋake namai ʋake, akati: Ndaʋona mukadzi paTimna pakati paʋakunda ʋaʋaFiristia; naiɀoɀo ɀino nditorerei iye, aʋe mukadzi waŋgu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Akakwira akandoudza baba vake namai vake, akati, “Ndaona mukadzi paTimuna pakati pavakunda vavaFirisitia; naizvozvo zvino nditorerei iye, ave mukadzi wangu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Akadzoka kuna baba naamai vake ava kuti, “Ndakaona mumwe musikana wechiFirisitia kuTimuna. Zvino ndiroorereiwo musikana iyeyo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Akadzoka kuna baba naamai vake ava kuti, “Ndakaona mumwe musikana wechiFirisitia kuTimuna. Zvino ndiroorereiwo musikana iyeyo.” Viz kapitola |