Ʋatoŋgi 13:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Zvino uone kuti warega kunwa waini kana zvimwe zvokunwa zvakaviriswa uye kuti urege kudya chinhu chipi zvacho chisina kuchena, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Naiɀoɀo ɀino cicenjera hako kuti urege kunwa waini, kana ɀimŋe ɀinoɓata, kana kudya cinhu cisina‐kunaka; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Naizvozvo zvino chichenjera hako kuti urege kunwa waini, kana zvimwe zvinobata, kana kudya chinhu chisina kunaka; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Naizvozvo uchenjerere kuti usanwe waini kana doro, uregewo kudya chinhu chakan'ora, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Naizvozvo uchenjerere kuti usanwe waini kana doro, uregewo kudya chinhu chakan'ora, Viz kapitola |