Ʋatoŋgi 13:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Mumwe murumwe weZora ainzi Manoa, aibva muimba yavaDhani, akanga ane mukadzi akanga asingabereki, asina mwana. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ɀino kwakaŋga kunomumŋe murume weZora, weimba yaDani, wainzi Manoa; mukadzi wake wakaŋga asinomŋanakomana, asiŋgaɓereki. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Zvino kwakanga kuno mumwe murume weZora, weimba yaDhani, wainzi Manoa; mukadzi wake wakanga asina mwanakomana, asingabereki. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Kwaiva nomumwewo murume ainzi Manoa wedzinza rokwaDhani aigara muguta reZora. Aiva momudzimai akanga asina mbereko, asina mwana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Kwaiva nomumwewo murume ainzi Manoa wedzinza rokwaDhani aigara muguta reZora. Aiva momudzimai akanga asina mbereko, asina mwana. Viz kapitola |