Ʋatoŋgi 1:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Jehovha akapindura akati, “Judha ngaaende; ndapa nyika mumaoko ake.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Jehova akati: Juda ndiye unofanira kuenda; tarirai ndakaisa nyika iyi mumaʋoko ake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Jehovha akati, “Judha ndiye unofanira kuenda; tarirai ndakaisa nyika iyi mumaoko ake.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Tenzi akapindura achiti, “VokwaJudha ndivo vanoenda. Izvozvi ndakatoisa nyika iyoyo mumaoko avo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Tenzi akapindura achiti, “VokwaJudha ndivo vanoenda. Izvozvi ndakatoisa nyika iyoyo mumaoko avo.” Viz kapitola |