ƲaRoma 9:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Namamwe mashoko, havasi vana panyama vanova vana vaMwari, asi vana vechipikirwa ndivo vanonzi vana vaAbhurahama. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Ndokuti haʋazi ʋana ʋenyama ʋari ʋana ʋaMŋari; asi ʋana ʋokupikirwa, ndiʋo ʋanonzi rudzi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Ndokuti havazi vana venyama vari vana vaMwari; asi vana vokupikirwa, ndivo vanonzi rudzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Zvichireva kuti vana vaMwari havasiri avo vechizvarwa chenyama asi kuti vana vechitsidzo ndivo vanonzi vana vake chaivo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Zvichireva kuti vana vaMwari havasiri avo vechizvarwa chenyama asi kuti vana vechitsidzo ndivo vanonzi vana vake chaivo. Viz kapitola |