ƲaRoma 9:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 ivo vanhu veIsraeri. Kuva vana ndokwavo; nokubwinya ndokwavo, nesungano, nokupiwa kwomurayiro, nokunamata Mwari mutemberi uye zvipikirwa ndezvavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 ndiʋo ʋaIsraeri; kuʋa ʋana, nokubginya, nesuŋgano, nokupiwa murairo, nokunamata Mŋari, neɀipikirwa, ndeɀaʋo; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 ndivo vaIsiraeri; kuva vana, nokubwinya, nesungano, nokupiwa murayiro, nokunamata Mwari, nezvipikirwa, ndezvavo; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Ivava vaIsiraeri uye ndivo vana vane mbiri, vakaitwa navo zvitenderano vakapiwa mutemo, vanamati vane zvavakapikirwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Ivava vaIsiraeri uye ndivo vana vane mbiri, vakaitwa navo zvitenderano vakapiwa mutemo, vanamati vane zvavakapikirwa. Viz kapitola |