Online Bible

- Reklamy -




ƲaRoma 9:26 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 uye, Zvichaitika kuti paya painzi kwavari, “Hamusi vanhu vangu; vachanzi ‘vanakomana vaMwari mupenyu.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 Ɀicaitika kuti paya pakaŋga parebga kwaʋari: Hamuzi ʋanhu ʋaŋgu, Ipapo ʋacaidzwa ʋanakomana ʋaMŋari mupenyu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

26 Zvichaitika kuti paya pakanga parehwa kwavari, ‘Hamuzi vanhu vangu,’ Ipapo vachaidzwa vanakomana vaMwari mupenyu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Panzvimbo imwecheteyo pavakambonzi, “Hamusi vanhu vangu, vachanzi vana vaMwari mupenyu.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 Panzvimbo imwecheteyo pavakambonzi, “Hamusi vanhu vangu, vachanzi vana vaMwari mupenyu.”

Viz kapitola kopírovat




ƲaRoma 9:26

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy