ƲaRoma 9:23 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Kana akaita izvi kuti azivise kupfuma kwokubwinya kwake kumidziyo yengoni, avo vaakagadzirira kare kubwinya, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 kuti aziʋise kufuma kwokubginya kwake pamsoro pemidziyo yeŋgoni, yaakaŋga agadzirira kubginya, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 kuti azivise kufuma kwokubwinya kwake pamusoro pemidziyo yengoni, yaakanga agadzirira kubwinya, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 pamusana pokuda kuratidza kukura kwembiri yake kumidziyo inofanira kuitirwa tsitsi yaakafanogadzirira mbiri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 pamusana pokuda kuratidza kukura kwembiri yake kumidziyo inofanira kuitirwa tsitsi yaakafanogadzirira mbiri. Viz kapitola |