ƲaRoma 9:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 ndino kusuwa kukuru kwazvo neshungu dzisingaperi mumwoyo mangu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 kuti ndineshuŋgu kwaɀo nokucema kusiŋgaperi mumŋoyo maŋgu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 kuti ndine shungu kwazvo nokuchema kusingaperi mumwoyo mangu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 kuti ndinosuruvara uye ndinoramba ndichishushikana mumwoyo zvikuru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 kuti ndinosuruvara uye ndinoramba ndichishushikana mumwoyo zvikuru. Viz kapitola |