ƲaRoma 9:16 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Naizvozvo, hazvibvi pashungu kana pamabasa omunhu, asi patsitsi dzaMwari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Naiɀoɀo haɀibʋi kunounoɗa, kana kunounomhanya, asi kunaMŋari, munzwiri weŋgoni. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Naizvozvo hazvibvi kunoanoda, kana kunoanomhanya, asi kuna Mwari, munzwiri wengoni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Saizvozvo hazvinei nezvinodiwa nomunhu kana zvinoedzwa kuitwa nomunhu asi chinebasa itsitsi dzaMwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Saizvozvo hazvinei nezvinodiwa nomunhu kana zvinoedzwa kuitwa nomunhu asi chinebasa itsitsi dzaMwari. Viz kapitola |