ƲaRoma 9:13 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Sezvazvakanyorwa zvichinzi: “Jakobho ndakamuda, asi Esau ndakamuvenga.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Seɀaɀakanyorwa, ɀicinzi: Jakobo ndakamuɗa, asi Esau ndakamuʋeŋga. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Sezvazvakanyorwa, zvichinzi, “Jakobho ndakamuda, asi Esau ndakamuvenga.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Ndiko kunyorwa kwazvakaitwa zvichinzi, “Jakobho ndiye waiva wapamwoyo pangu asi Esau akanga asiri wapamwoyo pangu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Ndiko kunyorwa kwazvakaitwa zvichinzi, “Jakobho ndiye waiva wapamwoyo pangu asi Esau akanga asiri wapamwoyo pangu.” Viz kapitola |