ƲaRoma 9:10 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Kwete izvozvo zvoga, asi kuti naRabhekawo akava navana vomunhu mumwe uye baba vamwe, baba vedu Isaka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Haɀizi iɀoɀo ɓedzi; asi Rebeka ʋo, wakati aʋa nemimba kunomumŋe, iye Isaka, ɓaɓa ʋeɗu — Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Hazvizi izvozvo bedzi; asi Rabhekawo, wakati ava nemimba kunomumwe, iye Isaka, baba vedu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Hazvisizvo zvoga asi kutiwo Rabheka paakabata pamuviri pamapatya nomurume mumwechete tateguru wedu Isaki; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 Hazvisizvo zvoga asi kutiwo Rabheka paakabata pamuviri pamapatya nomurume mumwechete tateguru wedu Isaki; Viz kapitola |