ƲaRoma 8:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Nokuti vaya vanorarama namararamiro enyama, pfungwa dzavo dzinofunga zvinodiwa nenyama; asi vaya vanorarama namararamiro oMweya, pfungwa dzavo dzinofunga zvoMweya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Nokuti ʋari ʋenyama ʋanofuŋga ɀenyama: asi ʋari ʋomŋeya, ʋanofuŋga ɀomŋeya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Nokuti vari venyama vanofunga zvenyama; asi vari vomweya, vanofunga zvomweya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 nokuti vanogara upenyu hwenyama pfungwa dzavo dziri pazvinhu zvenyama asi vanogara upenyu hwomweya pfungwa dzavo dziri pazvinhu zvomweya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 nokuti vanogara upenyu hwenyama pfungwa dzavo dziri pazvinhu zvenyama asi vanogara upenyu hwomweya pfungwa dzavo dziri pazvinhu zvomweya. Viz kapitola |