Online Bible

- Reklamy -




ƲaRoma 8:37 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

37 Kwete, pazvinhu zvose izvi tiri vakundi nokupfuurisa kubudikidza naiye akatida.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

37 Kwete, paɀinhu iɀi ɀose tiri ʋakundi nokupfuʋurisa naiye wakatiɗa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

37 Kwete, pazvinhu izvi zvose tiri vakundi nokupfuurisa naiye wakatida.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

37 Aiwa muna zvose izvi tiri vakundi vokutopfuuridza nokuna iye akatida

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

37 Aiwa muna zvose izvi tiri vakundi vokutopfuuridza nokuna iye akatida

Viz kapitola kopírovat




ƲaRoma 8:37

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy