ƲaRoma 7:8 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Asi chivi, chakawana mukana kubudikidza nomurayiro, chakaita mandiri mitoo yose yokuchiva. Nokuti kunze kwomurayiro, chivi chakafa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 ɀino ɀiʋi ɀakawana nzira nomurairo, ɀikaita mandiri mitoʋo yose yokuciʋa; nokuti kunze kwomurairo ɀiʋi ɀakafa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 zvino zvivi zvakawana nzira nomurayiro, zvikaita mandiri mitoo yose yokuchiva; nokuti kunze kwomurayiro zvivi zvakafa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Asi chitadzo chakawana mukana mumutemo wokumutsa nawo mandiri nzira dzose dzokuchiva nadzo. Pasina mutemo, chitadzo chakafa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Asi chitadzo chakawana mukana mumutemo wokumutsa nawo mandiri nzira dzose dzokuchiva nadzo. Pasina mutemo, chitadzo chakafa. Viz kapitola |