ƲaRoma 7:3 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Saka zvino, kana akawanikwa nomumwe murume, murume wake achiri mupenyu, anonzi chifeve. Asi kana murume achinge afa, asunungurwa kubva pamurayiro, uye haazi chifeve, kunyange zvake akawanikwa nomumwe murume. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Naiɀoɀo ɀino kana akawanikwa nomumŋe murume, murume wake aciri mupenyu, ucanzi cifeʋe asi kana murume wake afa, wasunuŋguka pamurairo, ɀino haazi cifeʋe kunyaŋge akawanikwa nomumŋe murume. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Naizvozvo zvino kana akawanikwa nomumwe murume, murume wake achiri mupenyu, achanzi chipfeve asi kana murume wake afa, asununguka pamurayiro, zvino haazi chipfeve kunyange akawanikwa nomumwe murume. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Saizvozvo anonzi chifeve chomukadzi kana akagara nomumwe murume, murume wake achiri mupenyu. Asi murume wake akafa asunungurwa pamutemo iwoyo. Kana akaroorwa nomumwe murume haachisiri chifeve. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Saizvozvo anonzi chifeve chomukadzi kana akagara nomumwe murume, murume wake achiri mupenyu. Asi murume wake akafa asunungurwa pamutemo iwoyo. Kana akaroorwa nomumwe murume haachisiri chifeve. Viz kapitola |