ƲaRoma 7:24 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Ndiri munhu ari pakutambudzika kwakadii! Ndiani achandinunura kubva mumuviri uno worufu? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ndiri munhu uri pakutambudzika! Ndianiko ucandisunuŋgura pamuʋiri worufu urwu? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Ndiri munhu uri pakutambudzika! Ndianiko achandisunungura pamuviri worufu urwu? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Zvino ini, panguwo pano, ndiani achandinunura kumuviri wangu uyu worufu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Zvino ini, panguwo pano, ndiani achandinunura kumuviri wangu uyu worufu. Viz kapitola |