ƲaRoma 7:16 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Uye kana ndikaita zvandisingadi kuita, ndinobvuma kuti murayiro wakanaka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ɀino kana ndiciita ɀandisiŋgadi, ndinobvumira kuti murairo wakanaka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Zvino kana ndichiita zvandisingadi, ndinobvumira kuti murayiro wakanaka Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Zvino kana ndichiita zvandisingadi kuita, zvinoreva kuti ndinobvuma kuti mutemo wakanaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Zvino kana ndichiita zvandisingadi kuita, zvinoreva kuti ndinobvuma kuti mutemo wakanaka. Viz kapitola |