Online Bible

- Reklamy -

ƲaRoma 7:13 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Ko, zvino chakanaka chakazova rufu kwandiri here? Kwete napaduku pose! Asi kuti chivi chionekwe sechivi, chakabereka rufu kubudikidza nechakanaka, kuitira kuti kubudikidza nomutemo chivi chive chakaipa kwazvo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Ko ɀino ɀakanaka ɀakazoʋa rufu kwandiri here? Haiȿa! Asi ndiɀo ɀiʋi, kuti ɀiratidzwe kuti ɀiʋi, ɀakandiitira rufu neɀakanaka; kuti nomutemo ɀiʋi ɀiʋe ɀakaipa kwaɀo‐kwaɀo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 Ko zvino zvakanaka zvakazova rufu kwandiri here? Haisva! Asi ndizvo zvivi, kuti zviratidzwe kuti zvivi, zvakandiitira rufu nezvakanaka; kuti nomutemo zvivi zvive zvakaipa kwazvokwazvo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Ko zvino tingati icho chinhu chakanaka kudai chakaunza rufu kwandiri here? Handizvo kwete, asi kuti chitadzo ndicho chaikonzera rufu mandiri nomune chinhu chakanaka, kuti chitadzo chionekwe zvachiri kuti chitadzo. Uye chashandisa mutemo kudaro chichibva chanyatsobuda pachena kuti chakaipisisa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

ƲaRoma 7:13

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy