ƲaRoma 7:1 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Hamuzivi here, hama, nokuti ndiri kutaura kuvanhu vanoziva murayiro, kuti murayiro une simba pamusoro pomunhu panguva yose yaanenge ari mupenyu chete? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Hamuziʋi here, hama dzaŋgu, (nokuti ndinotaura naʋanhu ʋanoziʋa murairo), kuti murairo unoɓata munhu ŋguʋa yose yoʋupenyu bgake? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Hamuzivi here, hama dzangu, (nokuti ndinotaura navanhu vanoziva murayiro), kuti murayiro unobata munhu nguva yose youpenyu hwake? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Hamuzivi here hama dzangu, apa ndiri kutaura kuna vavo vanoziva mutemo, kuti mutemo unosunga munhu chete panguva youpenyu hwake? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Hamuzivi here hama dzangu, apa ndiri kutaura kuna vavo vanoziva mutemo, kuti mutemo unosunga munhu chete panguva youpenyu hwake? Viz kapitola |