ƲaRoma 6:9 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Nokuti sezvo tichiziva kuti Kristu akamutswa kubva kuvakafa, haachazofizve; rufu harusisina simba pamusoro pake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 ticiziʋa kuti Kristu, amutswa kuʋakafa, haacazofi; rufu harucaʋi nesimba pamsoro pake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 tichiziva kuti Kristu, amutswa kuvakafa, haachazofi; rufu haruchavi nesimba pamusoro pake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Tinoziva kuti Kristu zvaakamutswa kuvakafa haachazofazve. Rufu haruchamutongazve. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Tinoziva kuti Kristu zvaakamutswa kuvakafa haachazofazve. Rufu haruchamutongazve. Viz kapitola |