ƲaRoma 5:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 kutsungirira kunouyisa unhu uye unhu hunouyisa tariro. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 kutsuŋgirira kunoʋuyisa kuidzwa; kuidzwa kunoʋuyisa tariro; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 kutsungirira kunouyisa kuedzwa; kuedzwa kunouyisa tariro; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 kutirira kunopa munhu chimiro, chimiro chinopa munhu chitarisiro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 kutirira kunopa munhu chimiro, chimiro chinopa munhu chitarisiro. Viz kapitola |