ƲaRoma 4:20 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Asi haana kukahadzika nokuda kwokusatenda pamusoro pechipikirwa chaMwari, asi akasimbiswa mukutenda kwake uye akakudza Mwari, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 akatarira cipikirwa caMŋari, haanakunyunyuta nokusatenda, asi wakasimbiswa pakutenda, akakudza Mŋari, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 akatarira chipikirwa chaMwari, haana kunyunyuta nokusatenda, asi akasimbiswa pakutenda, akakudza Mwari, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Hapana kusavimba naMwari kwakamboita kuti vakahadzike nezvechitsidzo chaMwari asi vakasimbiswa muchitendero chavo, vakapa mbiri kuna Mwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona20 Hapana kusavimba naMwari kwakamboita kuti vakahadzike nezvechitsidzo chaMwari asi vakasimbiswa muchitendero chavo, vakapa mbiri kuna Mwari. Viz kapitola |