Online Bible

- Reklamy -




ƲaRoma 3:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Asi kana kusarurama kwedu kuchiratidza kururama kwaMwari zvinonyatsoonekwa, tichatiiko? Kuti Mwari haana kururama here kana achiisa hasha dzake pamusoro pedu? (Ndiri kutaura namatauriro avanhu).

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Asi kana kusarurama kweɗu kuciratidza kururama kwaMŋari, ticatiyiko? Kuti Mŋari haana‐kururama here, ɀaanoita nehasha? (Ndinotaura nokutaura kwomunhu.)

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Asi kana kusarurama kwedu kuchiratidza kururama kwaMwari, tichatiiko? Kuti Mwari haana kururama here, zvaanoita nehasha? (Ndinotaura nokutaura kwomunhu.)

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Ko zvino kana uipi huchiratidza ururami hwaMwari, zvino toti kudini? Tingati Mwari akaipa here kana otiranga (ndiri kutaura somunhu?)

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Ko zvino kana uipi huchiratidza ururami hwaMwari, zvino toti kudini? Tingati Mwari akaipa here kana otiranga (ndiri kutaura somunhu?)

Viz kapitola kopírovat




ƲaRoma 3:5

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy