ƲaRoma 3:30 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 sezvo kuna Mwari mumwe chete uyo acharuramisira vakadzingiswa nokutenda uye vasina kudzingiswa kubudikidza nokutenda kumwe cheteko. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Mŋari ɀaari mumŋe cete, ucaruramisa ʋakadziŋgiswa pamsoro pokutenda, naʋasina‐kudziŋgiswa nokutenda. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 Mwari zvaari mumwechete, acharuramisa vakadzingiswa pamusoro pokutenda, navasina kudzingiswa nokutenda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Mwari zvaari mumwechete; uye anoruramisa nechitendero chavo vakadzingiswa, anoruramisawo nechitendero chavo, avo vasina kudzingiswa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 Mwari zvaari mumwechete; uye anoruramisa nechitendero chavo vakadzingiswa, anoruramisawo nechitendero chavo, avo vasina kudzingiswa. Viz kapitola |