ƲaRoma 2:28 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Munhu haasi muJudha kana ari muJudha anoonekwa kunze chete, uye kudzingiswa hakuzi kwokunze kana kwapanyama chete. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Nokuti uyo haazi muJuda, uri muJuda pakuʋonekwa cete; nokudziŋgiswa hakuzi iko kunoʋonekwa, kuri panyama; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Nokuti uyo haazi muJudha, ari muJudha pakuonekwa chete; nokudzingiswa hakuzi iko kunoonekwa, kuri panyama; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 MuJudha chaiye haasi muJudha wapamuromo, ndozvimwechetezvo nokudzingiswa kwechokwadi, hakusi kokuooneka kunze kana panyama. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 MuJudha chaiye haasi muJudha wapamuromo, ndozvimwechetezvo nokudzingiswa kwechokwadi, hakusi kokuooneka kunze kana panyama. Viz kapitola |