Online Bible

- Reklamy -




ƲaRoma 2:27 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

27 Uyo asina kudzingiswa panyama asi achichengeta murayiro achakutonga iwe, kunyange zvako une murayiro wakanyorwa uye wakadzingiswa, asi uchidarika murayiro.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

27 Nousina‐kudziŋgiswa kubva pakuɀarwa kwake, kana aciceŋgeta murairo, haaŋgakutoŋgi here iwe unoɗarika murairo, iwe unomurairo wakanyorwa, ʋuye ʋo kudziŋgiswa?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

27 Neasina kudzingiswa kubva pakuzvarwa kwake, kana achichengeta murayiro, haangakutongi here iwe unodarika murayiro, iwe unomurayiro wakanyorwa, uyewo kudzingiswa?

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Saizvozvo avo vasina kudzingiswa panyama asi vachichengeta mutemo vachakupai mhosva imi mune bumbiro romutemo rakanyorwa uye kudzingiswa asi imi muchityora mutemo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

27 Saizvozvo avo vasina kudzingiswa panyama asi vachichengeta mutemo vachakupai mhosva imi mune bumbiro romutemo rakanyorwa uye kudzingiswa asi imi muchityora mutemo.

Viz kapitola kopírovat




ƲaRoma 2:27

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy