ƲaRoma 2:26 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Kana vaya vasina kudzingiswa vakachengeta zvinodiwa nomurayiro, havangaonekwi savakadzingiswa here? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Ɀino, kana iye usina‐kudziŋgiswa aciceŋgeta ɀireʋo ɀomurairo, ko kusadziŋgiswa kwake hakuŋganzi kudziŋgiswa here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Zvino, kana iye asina kudzingiswa achichengeta zvirevo zvomurayiro, ko kusadzingiswa kwake hakunganzi kudzingiswa here? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Naizvozvo kana munhu asina kudzingiswa akachengeta zvisungo zvomutemo kusadzingiswa kwake hakuzova kudzingiswa here? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Naizvozvo kana munhu asina kudzingiswa akachengeta zvisungo zvomutemo kusadzingiswa kwake hakuzova kudzingiswa here? Viz kapitola |