ƲaRoma 2:2 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Zvino tinoziva kuti kutonga kwaMwari ndokwezvokwadi kuna vanoita zvinhu zvakadai. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Tinoziʋa kuti kutoŋga kwaMŋari ndokwaɀokwaɗi kunaʋanoita ɀinhu ɀakaɗai. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Tinoziva kuti kutonga kwaMwari ndokwazvokwadi kunovanoita zvinhu zvakadai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Tinonyatsoziva kuti Mwari, kutongera mhosva kwaanoita vanhu vanoita zvakadai, kuri pamwero. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Tinonyatsoziva kuti Mwari, kutongera mhosva kwaanoita vanhu vanoita zvakadai, kuri pamwero. Viz kapitola |