Online Bible

- Reklamy -




ƲaRoma 12:4 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Nokuti sezvatino muviri mumwe une mitezo mizhinji, uye mitezo iyi yose haina basa rimwe chete,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Nokuti seɀatinemitezo mizhinji pamuʋiri mumŋe, asi mitezo yose haineɓasa rimŋe cete;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Nokuti sezvatine mitezo mizhinji pamuviri mumwe, asi mitezo yose haina basa rimwechete;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Sezvakangoita kuti mumuviri mumwechete mune mitezo mizhinji. Uye mitezo iyoyo yose haishandi basa rimwechete.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Sezvakangoita kuti mumuviri mumwechete mune mitezo mizhinji. Uye mitezo iyoyo yose haishandi basa rimwechete.

Viz kapitola kopírovat




ƲaRoma 12:4

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy