Online Bible

- Reklamy -




ƲaRoma 11:7 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Zvino tichatiiko? Zvakatsvakwa navaIsraeri nokushingaira havana kuzviwana, asi vasanangurwa ndivo vakazviwana. Vamwe vakaomeswa mwoyo,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Ɀino ticatiyiko? ƲaIsraeri haʋana‐kuwana ɀaʋakaŋga ʋacitȿaka, asi ʋakasanaŋgurwa ndiʋo ʋakaɀiwana; ʋamŋe ʋakawomeswa,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Zvino tichatiiko? VaIsiraeri havana kuwana zvavakanga vachitsvaka, asi vakatsanangurwa ndivo vakazviwana; vamwe vakaomeswa,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Zvino toti kudii? Toti, Isiraeri yakakundika kuwana zvayaitsvaka. Vaakasarudza ndivo vakazviwana. Asi vamwe vose vakaomaradzwa mwoyo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Zvino toti kudii? Toti, Isiraeri yakakundika kuwana zvayaitsvaka. Vaakasarudza ndivo vakazviwana. Asi vamwe vose vakaomaradzwa mwoyo.

Viz kapitola kopírovat




ƲaRoma 11:7

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy