ƲaRoma 1:5 - Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Kubudikidza naye uye nokuda kwezita rake, takagamuchira nyasha noupostori, kuti tidane vanhu kubva pakati pavaHedheni vose kuti vave nokuteerera kunobva pakutenda. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 watakagamucira naye nyasha noʋuapostora, kuti pakati paʋahedeni ʋose, paʋe nokuterera kwokutenda nokuɗa kwezita rake; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 watakagamuchira naye nyasha nohupostori, kuti pakati pavahedheni vose, pave nokuteerera kwokutenda nokuda kwezita rake; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Nokwaari ndakagamuchira nyasha dzebasa rokutumwa somupositori kuti ndiunze vanhu vamarudzi ose mukuteerera kwechitendero muzita rake Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Nokwaari ndakagamuchira nyasha dzebasa rokutumwa somupositori kuti ndiunze vanhu vamarudzi ose mukuteerera kwechitendero muzita rake Viz kapitola |